10/02/2026
Zvibaba zvebasa! πͺπ₯
Basa redu reku Madokero / Tynwald, Harare rava pedyo nekupedzwa!
Rambai makatarisa sezvatichange tichikuratidzai chimiro chakanaka chechivakwa ichi, chakaitwa pa fix and supply basis.
Kana muchida chivakwa chakanaka chakaitwa nehunyanzvi β GWC inozviita! π₯π₯π₯