Tania domestic workers

Tania domestic workers ln God we trust .
(3)

Hanzi hatisi kukudzingai asi kuti endai kumba mozodzoka ne varungu.
19/06/2026

Hanzi hatisi kukudzingai asi kuti endai kumba mozodzoka ne varungu.

Chandoziva denga rine nyasha .Chero vakatiita rough munyika mavo but God have plans for us. Amen kune vanotenda
19/06/2026

Chandoziva denga rine nyasha .Chero vakatiita rough munyika mavo but God have plans for us. Amen kune vanotenda

Ndangoti tizivisane varungu vakufona vachiti toda mushandi ane chitupa chemuno or munhu ane mapepa saka mmmh paipa. Toit...
17/06/2026

Ndangoti tizivisane varungu vakufona vachiti toda mushandi ane chitupa chemuno or munhu ane mapepa saka mmmh paipa. Toita sei?

Combo iyi hamusi kuiziva imi
17/06/2026

Combo iyi hamusi kuiziva imi

Am your Durban runner.  Link for watsup in comment session
10/06/2026

Am your Durban runner. Link for watsup in comment session

Toraramira kupi kana vava kuda kusunga varungu vedu atove ma1 . Handei hedu kumba . Haaa zvinhu zvacho here
07/06/2026

Toraramira kupi kana vava kuda kusunga varungu vedu atove ma1 . Handei hedu kumba . Haaa zvinhu zvacho here

Aripo R25 mu Pinetown 0651101691
06/06/2026

Aripo R25 mu Pinetown 0651101691

Nyimo dzakaoma ndibatika mu Pinetown 0651101691 dzoita R50 Nyemba dziripo futi R50
05/06/2026

Nyimo dzakaoma ndibatika mu Pinetown
0651101691 dzoita R50
Nyemba dziripo futi R50

Huyai mutenge mutakura wekubikwa muswa 30
04/06/2026

Huyai mutenge mutakura wekubikwa muswa 30

Delivery in Pinetown Pork pie R20 Nyimo dzakaoma R50Nyemba R50 Chibage chemumhare R20Kariba matemba R25Maputi pack R75Ce...
21/05/2026

Delivery in Pinetown
Pork pie R20
Nyimo dzakaoma R50
Nyemba R50
Chibage chemumhare R20
Kariba matemba R25
Maputi pack R75
Cerevita R100
Mazoe blackberry R110
Contact 0651101691

Address

Clermont, Kwazulu Natal
Clermont
3610

Opening Hours

Monday 06:00 - 12:00
Tuesday 06:00 - 12:00
Wednesday 06:00 - 12:00
Thursday 06:00 - 12:00
Friday 06:00 - 12:00
Saturday 06:00 - 12:00
Sunday 06:00 - 12:00

Telephone

+27651101691

Website

Alerts

Be the first to know and let us send you an email when Tania domestic workers posts news and promotions. Your email address will not be used for any other purpose, and you can unsubscribe at any time.

Contact The Business

Send a message to Tania domestic workers:

Share