CAB Construction And Civils

CAB Construction And Civils Camera and Wi-fi Installations, repairs and maintenance.

All CCTV requirements
Construction and Civils, Building , home renovations , paving and tilling, Plumbing and painting

CCTV and Wi-Fi installations and servicingConstruction works, building, Paving, Tilling, painting , Plumbing, Electrical...
16/08/2021

CCTV and Wi-Fi installations and servicing
Construction works, building, Paving, Tilling, painting , Plumbing, Electrical services

12/10/2019

Reality Battles


Written by
Renia Matope
+27 78 055 4899

CHAPTER 1

Mufaro…..

“Unofarira kutora nguva yako uchigeza mwana wangu kudarika yaunotora panezve chikoro kana zvebasa repamba pano.”

“Basa rei pamba pano imo muka one room kano nhai daddy. As for school munoziva wani kuti ndinorova chikoro otherwise I wouldn’t be doing my degree in psychology.”

“Uchakavakisa iwe kana wakushanda ,handiti mari yaperera ku education yako. Ezvino better wakawana bursary saka zviri nani.”

“Must you always remind me kuti mari yakaperera ku education yangu nhai daddy.”

“If you keep on looking down on me and my house, ndoramba ndichikuudza kuti uzive kuti ndiyo imba yakakurera and inotifukidzira ini newe.”

“Daddy makutotsamwa wani, you know I will be joking inga wani. You know you are all I have, ever since mum passed away.”

I moved close to him and gave him a peck padama,then he wiped it fast. Vanogara vachiti chirungu chenyu ana Mufaro chekubatira padenga ichi. He didn’t like it when I kiss him like that, even hug zvayo vanoona kunge ndezve varungu. My father was just too cultured and too backward hameno nei. He doesn’t realise kuti chava chirungu ichi mazuva ano.

I was inspired on doing my psychology degree with a certain great woman. Her company pays my bursary and I just thought regai ndingopedze ne masters since vakati they will pay kusvika pandinoda till ndakushanda.

I am also in love with this amazing, handsome guy who I adore so much. He comes from a rich family though I hardly know zve family yake, not that I am complaining. Ko family yake ndinei nayo zvangu. Chandinoda ndiye kwete family yake. Unongoona kuti kune mari with the cars that he drives pa campus. He is also finishing his masters in law this year. I have another year to go then I graduate.

There is a reason why I don’t ask Clayton about his family background. It’s because ininiwo handidi nezvangu. Saka munhu ukazoda kumuti uri mwana waani unobvepi vanoita nezvei then iye achadawo kuziva kuti iwe uri mwana waani anoita nezvei. I didn’t want him finding out kuti baba vangu is just a struggling mechanic asina qualification but just experience. He must never know kuti ndinogara ku Rugare mudzimba dze railways kunova iko kwaishanda baba vangu before he was retrenched.

Now we just stay in a one bedroom house .We have a bedroom ne lounge chete. Kitchen yakabatana ne lounge saka ndimo mandinorara imomo . Every morning I have to fold blankets ndonoisa mu bedroom ma daddy. Hamuna kana ma sofa only ma kitchen chairs. I am actually ashamed nemumba mandinobva asi that’s reality ndinozvidiiwo ndakazvarwa nevabereki vasina mari.

I am grateful vakandipa education yandinayo nhai asi panoti nhamo apa ndanzwa ini. Ndakadzidza pa Kambuzuma High 2 and was one of the top students pa school. Kugona kwakaita kuti ndiwane bursary iri, my dad is so proud of me. I am just praying kuti ndipedze degree rangu then remove my dad form this pit he calls a house.

I finished applying my makeup and rushed out. Time wasn’t on my side. Daddy vakazoita kudeedzera kuti wakusiya mari ye combi. Went back ndichimhanya kunoitora and kissed him again. I laughed pavakasara vachipukuta dama ravo ndichimhanya kubuda. I wanted to be in time before Clayton arrives, he was coming to pick me up.

I was going to walk kuenda ku Westwood bus stop. Westwood is a small low density area iri pa side pe Kambuzuma ne Rugare . I didn’t want him finding out kuti ndinogara ku Rugare so ndainomira pa Njanike ma shops ari pa bustop yeku Westwood iyoyo.

I had just told him kuti he drops me off ipapo and picks me up there kuitira my daddy havadi kundiona ndine any man. He understood me well aingoti ndinogarawo imomo munzvimbo yemhene. Little did he know kwandabva. It was actually a big job this pretence because ndaifamba ka distance ndichitodarika pandinowana ma combi eku town.

I crossed Kambuzuma road ndakumhanya ndikambomira pakasango kari before Njanike and wiped tsoka dzanga dzazara dust. Zvaritori basa kumbobvisa dust because Rugare hakunaka ma tarred road plus kumbochekerera kwandinoita ndinosvika ndava ne dust vakuru.

Just as I got to Njanike ndakaonawo ranger yake ichibudikira pa corner yakavhurwa speed zvekupenga chaizvo. I guess vanhu vepama shops apa vanonyatsoshaya kuti ndinenge ndichibva kupi nekuseri kwema shops kune kasango kusina dzimba ah hameno ndezvavo izvo.

He went out to meet me just as soon as he parked pa shop. Ndakapiwa a passionate kiss and a hug kunge akuda kutondisvina. I pulled off ndaona aita chinamira.

“Zvakwana Clay ukuda tinonoke futi here for lectures.” I said opening the door for myself. I didn’t wait for him to open otherwise aisamborivhura achiri kuda zve kiss.

“I can never get enough of you Mumu, it’s been only few months of us dating asi I feel like I have known you for years.” He said fastening his seat belt when we were in the car.

“Patience my love,we will soon be together . Then you will always have me and do all you want with me.” I said blushing, then he smiled at me before driving off without saying a word. I just wish he can marry me already, chero akazoziva kuti ndinobvepi aroora hameno zvinozoonekwa pamberi ipapo.

On arriving pa campus akatanga andiperekedza ku faculty kwangu asati aenda kwake. I had met him pano pa campus and our love was growing with each day. I feel so bad having to li to him all the time asi handina choice.

Mai Tasha ( Nakai )

“Saka tiri kubika futi nzondora nhasi here baba Tasha. Inini hangu handicha zvikwanise . It’s like a curse now, even ikanzi nhamo zvazonyanya.” I said ndichinan’anidza ka plastic kanga kane tunzondora twaanga auya natwo .

“Asi waida kudii nhai Nakai. You know ndotowana mari kana varungu vandipa mari ezvino hapana kana chandinacho. We have to wait vadzoke from overseas and still pay vakandipa wani . Inyaya yekuti mwana avapo saka zvakuwanda zvinoda mari zvasiyana nepatanga tingori two.” He said pulling up his overall kupfeka the other hand ranga rakarembera.

“Hapana kunzi tawanda , zvakaoma because you lied to me . What type of a person are you, making me fall in love with your lies.”

“Hoo so you fell in love nezvandaiva not inini wacho. Waidaka zvinhu ,mari yawaiona not inini wacho.” He said atotsamwa

“Not that asi waidii kungondiudza chokwadi nhai Caleb kuti zvinhu hazvisi zvako uri mushandi. Why did you lie to me all these months kuti it’s your cars and your house iwe ungori driver and gardener.”

“Saka dai ndakakuudza chokwadi wakazodii. Do you think you were still going to be with me dai wakaziva chokwadi. Bika shamwari nzondora idzo ndoda kudzoka ndichidzirova manheru nekasadza katete tete uise ka green veg ndikunotemha ku garden panze. Handiti ndaigara ndichikuendesa ku chicken inn uchidya zvidya zvehuku nema full chicken , now it’s the time yekuti udye makumbo acho. Waimbofungawo here kuti makumbo acho aripi pawaigara uchi order full chicken kune vamwe kunze uko vaitomadyawo.” He said achitofa zvake nekuseka,walking out of the house kudzokera ku garden panze.

Ndakasara ndikachipotsera uko chi plastic chacho chenzondondora. Tasha akabva atanga kubongomora zimhere raivharira. Vana vanoita kunge vano senser tension iri mumba. I took her from pabed paanga akarara and breast fed her. Zvinorwadza kupa mwana mukaka usina kunyatsodyawo salt yakakwana.

Morning for breakfast chingwa ndoita chekubika and afternoon unogona kungorova maputi apa uchida kunyatsodya. Caleb anombounza nzungu hanzi ndidzo dzinowedzera mukaka. Vamwe vazvere vanodiwa vachiwana zvese zvino nhamo yangu chicken inn ndakaipedzisira ndine nhumbu.

Caleb lied to me in the past ,in the most painful way. He met me ndichibva ku chikoro in one of the days ari mu BMW yakanaka yaitotosvora maziso. He gave me a lift home and we clicked ndikati ndazvibatira. I was doing my A levels then and was still a virgin. Ndairamba all the guys from school nenyaya yekuti vaisanhuwa petrol. Ndaida kunzwa panhuwa peturu ndopandaizomhanya. Caleb had all the right noises, nice body, nice dressing not to talk of nice cars that he changed every time.

Little did I know that the cars were part of his job as a driver? The nice house he took me to was his boss’s house vanga vasipo vaenda overseas, like now havapo vakaenda overseas. So I guess pandakaendeswa kumba kwacho the boss anga asiko. That is the day I lost my virginity to him, and he promised to marry me. He later came nevanhu vekumba kwavo to marry me pa December holiday yema A levels angu and he married me zvinotyisa and mota dzakanaka dzanga dzakazara.

Location yese yakasara ichitaura kuti ndaroorwa nemhene nekuda kwemari yakawanda nemota dzakanaka dzavaiona. Little did they know kuti mushandi wemunhu ane mari. Ndakazomubvunza ndaroorwa kuti mari aiiwanepi akati the boss gave him roora and offered the cars for support. They basically see him semwana wavo. He had a bedroom in the main house even pandakauya kuzopembererwa semuroora aingoti baba. So ndakatotsamwa kuti aiti imba yake iyo iri yevabereki sei . You can imagine guys’ pain yandakanzwa realizing havasi vabereki vake vatoriwo ma boss ake.

We had to move kuenda kunogara ku cottage kunova kwandiri right now. It’s a better house zvayo asi the fact yekuti imba yekumashure haingoite. Whoever walks in can see kuti ndokunogara mushandi. It’s a 2 bedroomed cottage, with all the necessities asi chekudya manje. Now he has to rely on his salary for food pane kudya ku main house since ava samusha. Atori samusha though vasina musha havo, hazvireve kuti kana wava baba wava nezvese zvinodiwa sa baba vembo.

He was right paati tichiri two zvaiva nani ,now that pava ne mwana we have a tight budget. Mwana anoda zvake especially ma pampers akupedza mari coz ah ini handingambowache tsvina never. Caleb aiti tenga ekuwacha asi handizviite izvozvo inini. Having a baby has set me back zvakanyanya. My other school mates vakatotanga University. Isu yedu yekumhanyira iyi ndazonyatso bhuruwara , ndaita kupedzwa kanonaka kese na Caleb nemwana wake uyu. I am sorry to say asi I resent mwana uyu. Dai ndisina kuita nhumbu ndisina kuroorwa pamwe ndainge ndakazobata Caleb kuti itsotsi. This baby ruined my destiny and dai aidzokera mudumbu ndambomudzosera hangu apa anonetsa rough.

Iyi inonzi dai ndakaziva haitungamire and ndomene haichemedze.Tasha akakura kana ava ne boyfriend ndinotoda kunoona ini mai vake paanogara mukomana wacho kana asiri tsotsi . Akati ane imba ndotoda kuona ma paper acho coz varume vanonyepa . And its true rume risinganyepe hariroore. Dai hangu ndakatanga ndapedza course or degree before opening my legs. Ndaizoroorwa neanonyepa asi ndine mari yangu zvaisarwadza hazvo. Ndaizomuita party ndichiziva ndine mari yangu. Apa kumba havazive kuti kuno zvakaoma sei vanototi I don’t want to help them. Ndakanzwa zvichinzi kuma raini kwedu vaiti akudada Nakai nekuti akaroorwa nemunhu ane mari vasingazive kuti kutohwanda kwandakaita kuno.

Ndinodzokera sei nema combi ini ndichinzi mukadzi wengamura. I just hope hapana anozoda kuita staera dzekushanya ndingapinde paiko ini.

“ko uri kutotesa mwana nemisodzi waitwei nhai Nakai.” He said coming back in the house.

I was lost in my thoughts and ndakatovhunduka kunzwa voice richindidaro. I didn’t answer him and I just wiped misodzi pamatama then took a wet wipe pa side pe bed to wipe mwana wandanga ndazadza misodzi. Iye anga achiyamwa one breast nguva yese iyi and paakadonherwa nemisodzi she stopped sucking anditarisawo nemaziso ane mibvunzo. Dai ari anogona kutaura akabvunzawo kuti ko mhamha maitwa sei.

“Nakai ndidaire hanziiko kune afa here zvauri kuchema nhaiwe.” He said taking my phone to check kana mune ma sms erufu. Ko zvanga zvichataurika here kuti ndiri kuchema nhamo nhai …….

END OF CHAPTER 1

08/02/2019

ROCKS ⛰⛰⛰

https://chat.whatsapp.com/IjMA7GufRuc7Z3lVbhMmFC

Written by Renia Matope

0780554899

Chapter 1

I ran as fast as I could. I couldn’t afford to be late again today. It has been a busy week and I have been late twice already this week. Just as I was about to reach the school street, the school siren went off. Oh God this meant another punishment for me today.

Approaching the gate in 2 mins saw there was already a line for late comers and this meant the gate was closed already. I proceeded to join the que and met Aabha who was also joining the que approaching from the other side.

Hey babe, don’t tell me you are also late today. I said trying to hug her. She pat hugged me like she didn’t want the hug. She quickly pulled off from the hug. What’s wrong love you don’t seem okay?

“I am okay Clyde, it’s just that my mum was at it again tonight so I hardly slept, I only slept in the wee hours of the morning. Must have overslept that’s why am late today.”

Am so sorry about that but you must understand your mum sweetheart, that’s the only source of income she has to be able to afford your school fees and needs.

“Yes I know but she can come up with something like kutengesa musika or cleaning people’s houses. I am honestly not comfortable with her line of business. Ndinodzidza chii from a mum like that”. She said with tears threatening to escape from her beautiful eyes.

No no no beautiful don’t cry. Remember it’s your final year and you must focus. Read your books concentrate in class. You know your life depends on it.”

Gave her a side hug putting one arm around her shoulder. Wanted to really hug her and be affectionate and also reassure her that all will be well. I just couldn’t do that with us being in our school uniforms and at the school gate.

This time she didn’t pull off from the hug like she did pekutanga. I guess she needed the comfort. I feel sorry for the life that my girlfriend is living. Ever since her dad passed away, life has been a journey full of thorns for her.

She was about to say something when we heard someone clearing their throat. I quickly removed my arm and fixed my shirt, making a smart tuck in. We all looked up and there stood a smart and handsome looking man. I haven’t seen this face around the school. Could he be a parent of a child here but he looks way young to be.

We were doing our upper 6. Was doing sciences tese na bae. We were at the same school na Aabha from form one. We started dating tiri ma form 4. We were in different classes asi takazopinda same class pa lower 6 because of the same combination.

After clearing his throat the guy akangoti morning. He seemed to be 4 years older than us. Aitotita like akutya kutaura. Asati ataura anything the senior teacher joined us. They were inside the gate isu takamira panze pe gate kunge vanhu vauya kuzotsvaga basa pa industry.

The gate rakavhura na headboy tikanzi tese vanonoka tipinde in a single file. Ah zvinomakisa kunonoka apa une musikana ,apa senior teacher vaionererwa its either shamhu or punishment. Manje kuti Aabha arohwe ndiripo mahwani, handidi kuona achirwadziswa.

“Clyde you are late again munhu wa prefect. I will continue to punish you kusvika wakuziva kuti you must be an example to others. Listen all of you, this here is our new physics teacher and He will be holding the float for Mr Banda who is on sick leave. Ndanga ndavati vauye to discipline you guys but ndazotya kuti movadheerera since you almost the same age. He was introduced pa assembly nhasi asi imi ma late comers manga muri kuno ku gate.

Vamwe vatova muma class already in their first period. I will let him decide what must be done to you guys nhasi. Vakati murohwe I will be happy to do the honours vakati punishment great kune sora rakawanda since iri first term mvura irikunaya yakawanda so we need to maintain the school yard. Mr Dube please address them and do whatever you see fit with them”. Said Mr Mandava our senior teacher.

We were about 4 ma upper 6 and the rest were juniors. He looked at us and cleared his throat again and I sensed he isn’t used to this. Maybe it’s his first time teaching. He was overdressed to be a teacher. Who wears a suit as a teacher these days maybe ma headmasters chete.

It was a slim suite and yakamufita. I am a guy and also saw that this guy is on point and pakanaka handishore. He was handsome and had a dark skin with beard yaitevera his chin. Zvanga zvakamufita the way he shaved, I liked it. I guess he wanted to impress for it was his first day. He looked at Aabha like 50 times before addressing us.

Ko Aabha anga akazvarwaka. Not only was she beautiful, she had a body to die for. Nhamo ndiyo yanga yomuvhiriga asi zvaisaonekwa kana ari mu uniform. She also had a medium complexion anga asiri yellow borne, she wasn’t dark either but her shade was in between. She had an innocent and responsible face. No men would pass by asina kudzokorora kumutarisa. Ndanga ndisingazvide because it made me feel insecure.

I had also noticed that when the senior teacher was addressing us, Mr Dube vanga vakatarisa futi my bae, nhai ko ndiye ega here anga ari pane vanonoka nxaa. Vaiita kunge vachamumedza kana kumudya neziso. He couldn’t even hide his desire kana kunyara ne first day, admiring vana vechikoro. Manje he doesn’t know it’s an offense kuda mwana wechikoro. Any funny move I will report him havandizive zvakanaka, handidi naye bae wangu.

“Morning again to you all, thanks Mr Mandava you can go I will handle them alone. I will gladly call you if I need your help.” He finally said after a long stare again kuna Aabha wangu. Mr Mandava vakabva vabvumira in a nod then he excused himself kuenda kuma classes.

“I guess you are all wondering what type of a punishment I will give to you. Waal today is your lucky day. I am not going to punish you neither will I beat you up. Being in high school means you growing up. Take responsibility of your lives. There are things that takes priority in one’s life so you decide now or you will live to regret time wasted. Your parents are suffering using their hard earned money kuti muuye kuzodzidza don’t abuse and waste their funds.

Plan your things well usati warara , plan your time well yekumuka. Right now vakawanda vakutodzidza and you missing out on that muri pano pa gate.I don’t want to see your faces again pano mangwana. I will be on duty this whole week ndasvikirana ne duty ra Mr Banda vari pa sick leave. The senior teacher is showing me the ropes. I don’t want him to think I am soft on you guys. I was once a student not so long ago so I know zvinoitika and all the tricks in the book. You can all leave to your respective classes.”

Ndakabva ndadhonza Aabha ruoko uyo anga achiita kunge ane confusion. Ndakazviitira kumubata so that this Mr Dube can see she is taken in case vane some funny ideas.Takafambisa to our first lesson ndikaona teacher Dube vaye vasara vachidzungudza musoro. We found our maths teacher achipedza ku explainer pa board vanhu vakutotanga kunyora. Ah mabasa ekunonoka akaoma, we said our apologies tikanzi don’t waste time join others munyore. I always sit at the back of the class.

Aabha aigara kumberi chaiko kwe class next to the teacher’s desks. In every lesson aigara pa side pe the teachers table. We didn’t have a specific class but we moved from one lesson to the other. The difference nema juniours ndeyekuti they have specific classes assigned to them whereas isusu taifambira ma teachers to their departments kana lesson yapera mobuda moenda ku next. If it’s a free period you either go ku library or common room.

We had a good day apart from being late. Our last period was Physical Science ah that teacher again. We went to his department tikasvika vasimo asi makavhura. Everyone walked in achinogara panzvimbo pake. He later walking in vakabata 2 bottles of juice. Weird why two juices munhu one anyway none of my business pamwe vanodyisa or he loves juice. But no iyi haisi type yekudyisa the body was too good for that . He is well built but looks like the gyming type because of his broad shoulders. He placed them on the table and smiled at Aabha who was sitting next to his table. Ah amana ndakanzwa hasha when she smiled back . Can’t she see that this fool is into her already?

Anyway ndichamuudza kuti achinje nzvimbo auye kuno kumashure ,I can’t stand it. Mr Banda who is being replaced by this fool vakurwara tatova ne two weeks without a proper lesson. He is a family man and old man, the wife is also a teacher at our school. So avo wasn’t a threat. Asi ava mukoma ava vakundipinza fear. The whole school knew she is mine even ma teachers vakapedzisira vatisiya takadaro .

He introduced himself again properly this time. He was only going to be a temp voenda kana Mr Banda vapora ndakafara at least he won’t be here for long. We did our lesson well and he is a good teacher that I must admit. He explained zvandinonzwisisa and could see the whole class vaifarira lesson. For girls I don’t know if it was the lesson or the teacher or maybe both. He is very good vanoita like he is one of us he doesn’t rush and he gives the lesson his all. That was my first time to enjoy physics zvakadaro .

We finished our lesson and we were all rushing to go home since it was our last period for the day. Whilst busy packing my bag ndakaona sir vachitaura na Aabha iye achisekerera asi zvaisanzwika kuti vari kutii. I took my time ndichinonokera kuti ndibude naye Aabha mu class ndisavasiye vega na sir. Ndopandinonzwa mashura the sir telling me to excuse them and Aabha. I looked around ndiakona munhu wese atobuda kare tasara tiri 3 chete mu class.He told her to remain behind. I couldn’t argue na teacher because imhosva but

I wasn’t at ease ndakutya kuti vakumudii vega. She just looked at me akati ndimumirire panze so we go tese kumba. We always go home together so obvious ndainomira. I trusted Aabha with my life it’s this idiot that I don’t trust.She has never cheated on me, fon yake ndotombonorara nayo kumba kwedu. Kumba kwavo ndosvikira pandada. I am her only and first love manje apa ummm ndakutya ini.

I went out and stood pa corridor. Tried to look through the window manje ma window acho aisaonesa ari mudenga denga ndeaya emu laboratory. Thought of going back to the door ndiise nzeve. Pandakasvika pa door I heard noise ye chair and my bae’s soft cry, pandiri kuda kuti ndinyatsoteerera kuti chii chiri kuitika mukati imomo heard footsteps aiuya ku door. Ndakanzwa scent ye perfume ya sir Dube and knew its him coming. Ndichiri in confusion and frustration kuti vaitei Aabha wangu, door rakabva ravharwa……………


End of chapter 1
**************************

Why is Aabha crying now. What type of a teacher is Mr Dube. Ko mai va Aabha vanoita nezvei. Ko Clide arisei with his insecurities. Lets all hear about it in the next chapter Aabha POV

I need the support and advice. Let me know if we can continue. Toenderera mberi here

Address

266 De Boulevard Street, Silverton
Pretoria East
0184

Telephone

+27780554899

Website

Alerts

Be the first to know and let us send you an email when CAB Construction And Civils posts news and promotions. Your email address will not be used for any other purpose, and you can unsubscribe at any time.

Contact The Business

Send a message to CAB Construction And Civils:

Share