14/07/2023
Dai nungu yaingozvarwa iine minzwa dzavo kubva mudumbu, Mai vacho vaitofa vachizvarwa, dzimwe tsika dzatinoita isu takura kudai dzinoshamisa vabereki zvekuti vanoshama kuti shuwa 9 month ndicho chaive mudumbu here icho shuwa, especially tavakuno kujoni ummmmmm tanyanya shuwa kuuuraya Mai vko munhu nekuda Mari zvakaoma, Dai mwari vapindira, chero toooida Mari tisasvike pakuuraya munhu