04/09/2026
πΏπΌ WHY GOODHAND CONSTRUCTION ZW SUPPORTS LOCAL BUSINESSES ποΈπ
βKo Goodhand Construction sei ichitorawo ma video ema bus, tourism nezvimwe?β π
Nekuti tinotenda kuti business haifaniri kungozvifungira yega. Tinofanira kusimudzirana sevana veZimbabwe. π€πΏπΌ
ποΈ Isu tinoita Plumbing, Tiling, Paving & Construction, asi panguva imwe chete tinoda kushandisa platform yedu kuratidza:
π Ma bus nema transport
ποΈ Nzvimbo dzakanaka dzeZimbabwe
π Tourism
πͺ Local businesses
π· Vanhu vari kushanda nesimba kuti vavake ramangwana ravo
Tinotenda kuti support yaunoita kune mumwe munhu inogona kumuvhurira mukana mutsva.
Hatisi kungovaka structures cheteβ¦
π Tiri kuvakawo community. β€οΈπΏπΌ
LETβS SUPPORT EACH OTHER.
LETβS PROMOTE ZIMBABWE.
LETβS GROW TOGETHER. πΏπΌπ₯
ποΈ GOODHAND CONSTRUCTION ZW
Precision in Every Detail. Excellence in Every Structure.